Psalms 45:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mambo ucaɗa kunaka kwako; Nokuti ndiye Ishe wako; unamate kwaari iwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mambo ayevedzwa norunako rwako; mukudze, nokuti ndiye Ishe wako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mambo achafadzwa norunako rwako. Zvaari tenzi wako mukotamire.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mambo achada kunaka kwako; Nokuti ndiye Ishe wako; unamate kwaari iwe.
Shona 2009?
Ipapo mambo achada kunaka kwako; Nokuti ndiye Ishe wako; unamate kwaari iwe.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mambo achada kunaka kwako; Nokuti ndiye Ishe wako; unamate kwaari iwe.