Psalms 45:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mukunda wamambo wakanaka kwaɀo‐kwaɀo mukati meimba yamambo; Ŋguʋo dzake dzakarukwa nendarama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwanasikana wamambo akanaka kwazvo mukati meimba yake; nguo yake yakarukirirwa negoridhe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vachakuunzirai upfumi hworudzi norudzi. Mukunda anoshongedzwa muimba make namagemenzi akarukwa nendarama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mukunda wamambo akanaka kwazvo-kwazvo mukati meimba yamambo; Nguo dzake dzakarukwa nendarama.
Shona 2009?
Mukunda wamambo akanaka kwazvo-kwazvo mukati meimba yamambo; nguvo dzake dzakarukwa nendarama.
Shona SUB 2002 Bible
Mukunda wamambo akanaka kwazvo–kwazvo mukati meimba yamambo; Nguo dzake dzakarukwa nendarama.