Psalms 45:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucaperekwa kunamambo neŋguʋo dzakarukwa dzinamaʋara; Mhandara, shamŋari dzake dzinomuteʋera, Ʋacaiswa kwamuri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akapfeka nguo dzakashongedzwa achaperekedzwa kuna mambo; shamwari dzake idzo mhandara dzinomutevera uye vanouyiswa kwamuri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anozotungamidzwa kuna mambo akapfeka magemenzi ana mavara mavara aine mhandara dzake dzokumuperekedza mudungwerungwe rake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uchaperekwa kuna mambo nenguo dzakarukwa dzinamavara; Mhandara, shamwari dzake dzinomutevera, Vachaiswa kwamuri.
Shona 2009?
Uchaperekwa kuna mambo nenguvo dzakarukwa dzinamavara; Mhandara, shamwari dzake dzinomutevera, Vachaiswa kwamuri.
Shona SUB 2002 Bible
Uchaperekwa kuna mambo nenguo dzakarukwa dzina mavara; Mhandara, shamwari dzake dzinomutevera, Vachaiswa kwamuri.