Psalms 45:15 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋacaperekwa nomufaro nokufarisisa; Ʋacapinda mumba mamambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanoperekedzwa vachapinda nomufaro nokufarisisa; vanopinda mumuzinda wamambo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanotungamirirwa nomufaro vachipururudza vachipinda mumuzinda wamambo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vachaperekwa nomufaro nokufarisisa; Vachapinda mumba mamambo.
Shona 2009?
Vachaperekwa nomufaro nokufarisisa; Vachapinda mumba mamambo.
Shona SUB 2002 Bible
Vachaperekwa nomufaro nokufarisisa; Vachapinda mumba mamambo.