Psalms 45:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Imi makanaka‐naka kupfuʋura ʋana ʋaʋanhu; Nyasha yakaɗururirwa pamiromo yenyu; Saka Mŋari wakakuropafadzai nokusiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imi makanakisisa pavanhu vose uye miromo yenyu yakazadzwa nenyasha, sezvo Mwari akakuropafadzai nokusingaperi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imi makanaka chimiro kupinda vanhu vose mune rurimi runotaura zvinonwisa mvura; saizvozvo Mwari akakukomborerai narini narini.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Imi makanaka-naka kupfuura vana vavanhu; Nyasha yakadururirwa pamiromo yenyu; Saka Mwari wakakuropafadzai nokusingaperi.
Shona 2009?
imwi makanaka-naka kupfuura vana vavanhu; Nyasha yakadururirwa pamiromo yenyu; Saka Mwari wakakuropafadzai nokusingaperi.
Shona SUB 2002 Bible
Imi makanaka–naka kupfuura vana vavanhu; Nyasha yakadururirwa pamiromo yenyu; Saka Mwari wakakuropafadzai nokusingaperi.