Psalms 46:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyararai, muziʋe kuti ndini Mŋari; Ndicaʋa mukuru pakati paʋahedeni, ndicaʋa mukuru panyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Nyararai, uye muzive kuti ndini Mwari; ndichakudzwa pakati pendudzi, ndichasimudzirwa panyika.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nyararai muti zii muzive kuti ndiri Mwari, ndinorumbidzwa pakati pamarudzi, ndinorumbidzwa panyika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nyararai, muzive kuti ndini Mwari; Ndichava mukuru pakati pavahedheni, ndichava mukuru panyika.”
Shona 2009?
"Nyararai, muzive kuti ndini Mwari; Ndichava mukuru pakati pavahedheni, ndichava mukuru panyika."
Shona SUB 2002 Bible
“Nyararai, muzive kuti ndini Mwari; Ndichava mukuru pakati pavahedheni, ndichava mukuru panyika.”