Psalms 46:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka hatiŋgatyi, kunyaŋge nyika ikashanduka, Ʋuye kunyaŋge makomo akabviswa akaiswa mukati mamakuŋgwa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo hatizotyi, kunyange nyika ikashanduka, uye makomo akawira mukatikati megungwa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka hatityi kunyange nyika ikasanduka kunyange makomo akazunguzika zvokuwira mukatikati megungwa,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saka hatingatyi, kunyange nyika ikashanduka, Uye kunyange makomo akabviswa akaiswa mukati mamakungwa;
Shona 2009?
Saka hatingatyi, kunyange nyika ikashanduka, Uye kunyange makomo akabviswa akaiswa mukati mamakungwa;
Shona SUB 2002 Bible
Saka hatingatyi, kunyangwe nyika ikashanduka, Uye kunyangwe makomo akabviswa akaiswa mukati mamakungwa;