Psalms 46:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge mvura zhinji yawo ikatinhira nokumutswa, Kunyaŋge makomo akaɗeɗera nokupupuma kwawo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kunyange mvura yaro ikatinhira uye ikapupuma furo, uye makomo akadengenyeswa namafungu aro. Sera
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kunyange mvura yaro ikatinhira nokupupuma, kunyange makomo akazunguzika zvawo noruzha rwaro. Dzepfunde
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange mvura zhinji yawo ikatinhira nokumutswa, Kunyange makomo akadedera nokupupuma kwawo.
Shona 2009?
Kunyange mvura zhinji yawo yotinhira nokumutswa, Kunyange makomo akadedera nokupupuma kwawo.
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe mvura zhinji yawo ikatinhira nokumutswa, Kunyangwe makomo akadedera nokupupuma kwawo.