Psalms 46:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋari uri mukati maro; hariŋgazunuŋguswi; Mŋari ucariɓatsira kana ʋutoŋga bgotȿuka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwari ari mukati maro, haringawiri pasi; Mwari acharibatsira panguva yemambakwedza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari ari mukati maro; harichazombokurirwa. Mwari acharibatsira kumambakwedza chaiko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwari ari mukati maro; haringazununguswi; Mwari acharibatsira kana utonga hwotsvuka.
Shona 2009?
Mwari ari mukati maro; haringazununguswi; Mwari acharibatsira kana utonga hwotsvuka.
Shona SUB 2002 Bible
Mwari ari mukati maro; haringazununguswi; Mwari acharibatsira kana utonga hwotsvuka.