Psalms 46:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋahedeni ʋakaita ɓope, ʋushe bgakazunuŋguswa; Wakataura nenzwi rake, nyika ikanyauka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndudzi dzinoita bope, umambo hunoondomoka; anotaura nenzwi guru, nyika yonyongodeka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunyange marudzi akaita zvawo bongozozo uye umambo noumambo hukazungunutswa anongotaura chete nezwi rake, nyika ichibva yanyungudika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vahedheni vakaita bope, hushe hwakazununguswa; Akataura nenzwi rake, nyika ikanyauka.
Shona 2009?
Vahedheni vakaita bope, ushe hwakazununguswa; Akataura nenzwi rake, nyika ikanyauka.
Shona SUB 2002 Bible
Vahedheni vakaita bope, hushe hwakazununguswa; Akataura nenzwi rake, nyika ikanyauka.