Psalms 46:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova wehondo une’su; Mŋari waJakobo inhare yeɗu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha Wamasimba Ose anesu; Mwari waJakobho ndiye nhare yedu. Sera
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI wehondo nehondo anesu Mwari waJakobho ndiye diziro redu. Dzepfunde
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha wehondo anesu; Mwari waJakobho inhare yedu.
Shona 2009?
Jehovha wehondo anesu; Mwari waJakobho inhare yedu.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha wehondo anesu; Mwari waJakobho inhare yedu.