Psalms 46:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuyai muʋone maɓasa aJehova, Ɀishamiso ɀaakaita panyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyai muone mabasa aJehovha, kuparadza kwaakaita panyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uyai muone mabasa aMwari akaita zvisingatauriki panyika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uyai muone mabasa aJehovha, Zvishamiso zvaakaita panyika.
Shona 2009?
Uyai muone mabasa aJehovha, Zvishamiso zvaakaita panyika.
Shona SUB 2002 Bible
Uyai muone mabasa aJehovha, Zvishamiso zvaakaita panyika.