Psalms 46:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unogumisa kurwa kuȿikira pakuguma kwenyika; Unovuna ʋuta, nokuvuna‐vuna pfumo; Unopisa ŋgoro dzokurwa nomŋoto.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anoita kuti hondo dzigume kusvikira kumagumo enyika; anovhuna uta uye anovhuna-vhuna mapfumo, anopisa nhoo nomoto.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anomisa hondo kusvika kwakaperera nyika, anotyora uta achityoranisa mapfumo, anopisa ngoro dzehondo nemoto.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anogumisa kurwa kusvikira pakuguma kwenyika; Anovhuna uta, nokuvhuna-vhuna pfumo; Anopisa ngoro dzokurwa nomoto.
Shona 2009?
Anogumisa kurwa kusvikira pakuguma kwenyika; Anovhuna uta, nokuvhuna-vhuna pfumo; Anopisa ngoro dzokurwa nomoto.
Shona SUB 2002 Bible
Anogumisa kurwa kusvikira pakuguma kwenyika; Anovhuna uta, nokuvhuna–vhuna pfumo; Anopisa ngoro dzokurwa nomoto.