Psalms 47:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndiye unotitsaurira nhaka yeɗu, Iyo fuma yaJakobo waanoɗa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akatitsaurira nhaka yedu, iyo pfuma yaJakobho, waakada. Sera
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiye akatisarudzira nyika yenhaka yedu, nhaka inodadisa yaJakobho wake wapamwoyo. Dzepfunde
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndiye anotitsaurira nhaka yedu, Iyo pfuma yaJakobho waanoda.
Shona 2009?
Ndiye anotitsaurira nhaka yedu, Iyo fuma yaJakobho waanoda.
Shona SUB 2002 Bible
Ndiye anotitsaurira nhaka yedu, Iyo pfuma yaJakobho waanoda.