Psalms 47:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋari wakwira nokuɗanidzira, Jehova nokurira kwehwamanda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwari akakwira pakati pokudanidzira kwomufaro, Jehovha pakati pokurira kwehwamanda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari anokwira pamusoro achipurudzirwa, TENZI achipembererwa nebhosvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwari akwira nokudanidzira, Jehovha nokurira kwehwamanda.
Shona 2009?
Mwari akwira nokudanidzira, Jehovha nokurira kwehwamanda.
Shona SUB 2002 Bible
Mwari akwira nokudanidzira, Jehovha nokurira kwehwamanda.