Psalms 48:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti tarirai, madzimambo akaʋuŋgana, Akapfuʋura pamŋe cete.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Madzimambo akati abatanidza mauto, vakati vafamba pamwe chete kundorwa,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti tarisai muone madzimambo akakokorodzana, vakauya kuzoita chirwirangwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti tarirai, madzimambo akaungana, Akapfuura pamwechete.
Shona 2009?
Nokuti tarirai, madzimambo akaungana, Akapfuura pamwechete.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti tarirai, madzimambo akaungana, Akapfuura pamwechete.