Psalms 48:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakariʋona, ʋakashamiswa; Ʋakavunduka, ʋakakurumidza kutiza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vakariona vakashamiswa; vakatiza nokutya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pavakazviona izvi, vakadumbirwa kwazvo zvakavatyisa ndokubva vati ware kutiza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakariona, vakashamiswa; Vakavhunduka, vakakurumidza kutiza.
Shona 2009?
Vakariona, vakashamiswa; Vakavhunduka, vakakurumidza kutiza.
Shona SUB 2002 Bible
Vakariona, vakashamiswa; Vakavhunduka, vakakurumidza kutiza.