Psalms 49:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti unoʋona kuti ʋacenjeri ʋanofa, Ƃenzi nousinenjere ʋanopera pamŋe cete, Ʋacisiyira ʋamŋe fuma yaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti vose vanogona kuona kuti vanhu vakachenjera vanofa; mapenzi navasina pfungwa zvimwe chetezvo vanofa, uye vanosiyira vamwe pfuma yavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Achatozviona kuti kunyange vangwaru vanofa. Benzi nedununu vanoparara zvimwechetezvo vachiisiira upfumi hwavo kuna vamwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti anoona kuti vachenjeri vanofa, Benzi neasina njere vanopera pamwechete, Vachisiyira vamwe pfuma yavo.
Shona 2009?
Nokuti anoona kuti vachenjeri vanofa, Benzi neasina njere vanopera pamwechete, Vachisiyira vamwe fuma yavo.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti anoona kuti vachenjeri vanofa, Benzi neasina njere vanopera pamwechete, Vachisiyira vamwe pfuma yavo.