Psalms 49:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanofuŋga pamŋoyo paʋo kuti dzimba dzaʋo dzicagara nokusiŋgaperi, Noʋugaro bgaʋo kuȿikira kumarudzi aʋo ose; Nyika dzaʋo ʋanodzitumidza mazita aʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Marinda avo achagara ari dzimba dzavo nokusingaperi, nougaro hwavo kusvikira kumarudzi asingaperi, kunyange vakanga vakapa nyika mazita avo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makuva avo ndiwo achava misha yavo nokusingaperi. Ndiyo nzvimbo yavo yokugara pazvizvarwa zvose. Kunyange vakatumidza nyika namazita avo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanofunga pamwoyo pavo kuti dzimba dzavo dzichagara nokusingaperi, Nougaro hwavo kusvikira kumarudzi avo ose; Nyika dzavo vanodzitumidza mazita avo.
Shona 2009?
Vanofunga pamoyo pavo kuti dzimba dzavo dzichagara nokusingaperi, Nougaro hwavo kusvikira kumarudzi avo ose; Nyika dzavo vanodzitumidza mazita avo.
Shona SUB 2002 Bible
Vanofunga pamwoyo pavo kuti dzimba dzavo dzichagara nokusingaperi, Nougaro hwavo kusvikira kumarudzi avo ose; Nyika dzavo vanodzitumidza mazita avo.