Psalms 49:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usatya hako iwe kana mumŋe munhu acifumiswa, Kana fuma yeimba yake iciwedzerwa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Usanyanya kutya kana munhu apfuma, kana kubwinya kweimba yake kwawedzerwa;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Usakatyamare zvako kana munhu akava mupfumi kunyange mbiri yemba yake ikadhuma
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Usatya hako iwe kana mumwe munhu achifumiswa, Kana pfuma yeimba yake ichiwedzerwa;
Shona 2009?
Usatya hako iwe kana mumwe munhu achifumiswa, Kana fuma yeimba yake ichiwedzerwa;
Shona SUB 2002 Bible
Usatya hako iwe kana mumwe munhu achifumiswa, Kana pfuma yeimba yake ichiwedzerwa;