Psalms 49:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti kana acifa hapana‐caacaenda naco; Mukurumbira wake hauŋgaɓuruki ucimuteʋera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti haana chaachatora paanofa; kubwinya kwake hakungaburukiri naye murinda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti paanofa hapana chaanoenda nacho. Mbiri yake haidziki naye ichimutevera
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti kana achifa hapana chaachaenda nacho; Mukurumbira wake haungaburuki uchimutevera.
Shona 2009?
Nokuti kana achifa hapana chaachaenda nacho; Mukurumbira wake haungaburuki uchimutevera.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti kana achifa hapana chaachaenda nacho; Mukurumbira wake haungaburuki uchimutevera.