Psalms 49:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge paʋupenyu bgake waikorokotedza mŋeya wake, (Kunyaŋge ʋanhu ʋaikurumbidza kana uciɀiitira ɀakanaka),
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange paairarama aizviti akaropafadzwa, uye vanhu vachirumbidza munhu paanobudirira,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti kunyange zvazvo paaiva mupenyu aizviti akakomborerwa uye kunyange akarumbidzwa zvake paanenge abudirira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange paupenyu hwake waikorokotedza mweya wake, (Kunyange vanhu vaikurumbidza kana uchizviitira zvakanaka),
Shona 2009?
Kunyange paupenyu hwake waikorokotedza mweya wake, (Kunyange vanhu vaikurumbidza kana uchizviitira zvakanaka),
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe paupenyu hwake waikorokotedza mweya wake, (Kunyangwe vanhu vaikurumbidza kana uchizviitira zvakanaka),