Psalms 49:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muromo waŋgu ucataura ʋucenjeri; Ʋuye kufuŋga kwomŋoyo waŋgu kucaʋa nenjere.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muromo wangu uchataura nouchenjeri; kutaura kunobva pamwoyo wangu kuchapa kunzwisisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Muromo wangu uchataura ungwaru zvandinorangarira mumwoyo mangu zvinonzwisisika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muromo wangu uchataura huchenjeri; Uye kufunga kwomwoyo wangu kuchava nenjere.
Shona 2009?
Muromo wangu uchataura huchenjeri; Uye kufunga komoyo wangu kuchava nenjere.
Shona SUB 2002 Bible
Muromo wangu uchataura uchenjeri; Uye kufunga kwomwoyo wangu kuchava nenjere.