Psalms 49:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicatya neiko pamisi yeɀakaipa, Kana ɀakaipa, ɀaʋanoɗa kundidziŋga, ɀicindikomba?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinotyireiko kana mazuva akaipa achiuya, kana vanyengeri vakaipa vandikomberedza,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndingatyirei zvangu pamazuva akaipa kana uipi hwavavengi vangu hwandikomberedza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichatya neiko pamisi yezvakaipa, Kana zvakaipa, zvavanoda kundidzinga, zvichindikomba?
Shona 2009?
Ndichatya neiko pamisi yezvakaipa, Kana zvakaipa, zvavanoda kundidzinga, zvichindikomba?
Shona SUB 2002 Bible
Ndichatya neiko pamisi yezvakaipa, Kana zvakaipa, zvavanoda kundidzinga, zvichindikomba?