Psalms 5:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Muʋapei mhoȿa, Jehova; Ŋgaʋawe namano aʋo; Muʋadziŋge nokuɗa kwokuwanda kwokuɗarika kwaʋo; Nokuti ʋakakumukirai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa Mwari, vapei mhosva! Ngavawisirwe pasi nerangano dzavo. Vabvisei nokuda kwezvivi zvavo zvizhinji, nokuti vakakumukirai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ngavabatwe nemhosva yavo, Mwari. Zvavakarangana izvozvo zvivaputsire pasi. Pamusana pezvikanganiso zvavo zvakawanda, vadzingei nokuti vakakupandukirai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Muvapei, mhosva, Jehovha; Ngavawe namano avo; Muvadzinge nokuda kwokuwanda kwokudarika kwavo; Nokuti vakakumukirai.
Shona 2009?
Muvapei, mhosva, Jehovha ngavawe namano avo;Nokuti vakakumukirai.
Shona SUB 2002 Bible
Muvape mhosva, Jehovha; Ngavawe namano avo; Muvadzinge nokuda kwokuwanda kwokudarika kwavo; Nokuti vakakumukirai.