Psalms 5:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tererai inzwi rokucema kwaŋgu, imi Mambo waŋgu, naMŋari waŋgu; Nokuti ndinonyeŋgetera kwamuri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Teererai inzwi rokuchema kwangu, Mambo wangu naMwari wangu, nokuti ndinonyengetera kwamuri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Inzwai izwi rokuchema kwangu, Mwari wangu naMambo wangu nokuti ndinonamata kwamuri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Teererai izwi rokuchema kwangu, imi Mambo wangu, naMwari wangu; Nokuti ndinonyengetera kwamuri.
Shona 2009?
teererai inzwi rokuchema kwangu, imwi Mambo wangu naMwari wangu; Nokuti ndinonyengetera kwamuri.
Shona SUB 2002 Bible
Teererai izwi rokuchema kwangu, imi Mambo wangu, naMwari wangu; Nokuti ndinonyengetera kwamuri.