Psalms 5:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti hamuzi Mŋari unofarira ɀakaipa; Munhu, wakashata, haaŋgagari nemi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imi hamuzi Mwari anofarira zvakaipa; munhu akaipa haangagari nemi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti hamusi Mwari anofarira uipi, uipi haugone kuita musha pamwechete nemi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti hamuzi Mwari anofarira zvakaipa, Munhu, akashata, haangagari nemi.
Shona 2009?
Nokuti hamuzi Mwari anofarira zvakaipa, munhu, akashata, haangagari nemi.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti hamuzi Mwari anofarira zvakaipa, Munhu, akashata, haangagari nemi.