Psalms 5:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi kana ndirini, ndicapinda mumba menyu nokuwanda kwoʋunyoro bgenyu, Ndicanamata ndakariŋgira kutembere yenyu tȿene ndicikutyai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi ini, nenyasha dzenyu huru, ndichapinda mumba menyu; norukudzo, ndichakotamira pasi pamberi penyu, ndakatarira kutemberi yenyu tsvene.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi pamusana pemwoyochena wenyu wakawanda; ndichapinda mumba menyu. Ndichanamata ndichikuremekedzai ndakaringira kuTemberi yenyu inoera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana ndirini, ndichapinda mumba menyu nokuwanda kwounyoro hwenyu, Ndichanamata ndakaringira kutemberi yenyu tsvene ndichikutyai.
Shona 2009?
Asi kana ndirini, ndichapinda mumba menyu nekuwanda kwevunyoro bwenyu, Ndichanamata ndakaringira kutemberi yenyu tsvene ndichikutyai.
Shona SUB 2002 Bible
Asi kana ndirini, ndichapinda mumba menyu nokuwanda kwounyoro hwenyu, Ndichanamata ndakaringira kutemberi yenyu tsvene ndichikutyai.