Psalms 5:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndifambisei, Jehova, mukururama kwenyu nokuɗa kwaʋaʋeŋgi ʋaŋgu; Gadzirai nzira yenyu pamberi paŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nditungamirirei, imi Jehovha, mukururama kwenyu nokuda kwavavengi vangu, ruramisai nzira yenyu pamberi pangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nditungamirireiwo TENZI, nokururama kwenyu, nokuti ndine mhandu. Ndijekesereiwo nzira yamunoda kuti ndifambe nayo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndifambisei, Jehovha, mukururama kwenyu nokuda kwavavengi vangu; Gadzirai nzira yenyu pamberi pangu.
Shona 2009?
Ndifambisei, Jehovha, mukururama kwenyu nekuda kwavavengi vangu; Gadzirai nzira yenyu pamberi pangu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndifambisei, Jehovha, mukururama kwenyu nokuda kwavavengi vangu; Gadzirai nzira yenyu pamberi pangu.