Psalms 5:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti hapana‐kutendeka pamiromo yaʋo; Mukati maʋo makashata‐shata; Huro dzaʋo bgiro bgakashama; Ʋanoɓata kumeso norurimi rwaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hakuna shoko rinobva mumuromo mavo ringavimbwa naro; mwoyo yavo izere nokuparadza. Huro dzavo iguva rakashama; vanotaura zvinonyengera norurimi rwavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti hapana chavanotaura chechokwadi. Zviri pamwoyo pavo chaizvo ndezvokuda kuparadza; gurokuro ravo iguva rakashama vanonyengedza norurimi rwavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti hapana kutendeka pamiromo yavo; Mukati mavo makashata-shata; Huro dzavo hwiro hwakashama; Vanobata kumeso norurimi rwavo.
Shona 2009?
Nokuti hapana kutendeka pamiromo yavo; Mukati mavo makashata-shata; huro dzavo bwiro bwakashama; Vanobata kumeso norurimi rwavo.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti hapana kutendeka pamiromo yavo; Mukati mavo makashata shata; Huro dzavo hwiro hwakashama; Vanobata kumeso norurimi rwavo.