Psalms 50:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pisarema raAsafa. Mŋari, iye Mŋari, Jehova, ndiye wakataura, Akaɗana pasi pose kubva pakuɓuɗa kwezuʋa kuȿikira pakuʋira kwaro.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pisarema raAsafi. [1] Iye Wamasimba, Mwari, Jehovha, anotaura uye anodana nyika kubva pakubuda kwezuva kusvikira kwarinovirira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunamata kwepachokwadi Iye Samasimbaose TENZI Mwari anotaura, anodaidzira pasi pose kubvira kumabvazuva kusvikira kumadokero.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwari, iye Mwari, Jehovha, ndiye akataura, Akadana pasi pose kubva pakubuda kwezuva kusvikira pakuvira kwaro.
Shona 2009?
Mwari, iye Mwari, Jehovha, ndiye akataura, Akadana pasi pose kubva pakubuda kwezuva kusvikira pakuvira kwaro.
Shona SUB 2002 Bible
Mwari, iye Mwari, Jehovha, ndiye akataura, Akadana pasi pose kubva pakubuda kwezuva kusvikira pakuvira kwaro.