Psalms 50:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ndaiʋa nenzara, handizaikuʋudza iwe; Nokuti nyika ndeyaŋgu, neɀaizere naɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana dai ndaiva nenzara, handaikuudza iwe, nokuti nyika ndeyangu, nezvose zviri mairi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dai kuri kuti ndaita nzara, handaiudza iwe nokuti pasi pose nazvose zviripo ndezvangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana ndaiva nenzara, handizaikuudza iwe; Nokuti nyika ndeyangu, nezvaizere nazvo.
Shona 2009?
Kana ndaiva nenzara, handizaikuudza iwe; Nokuti nyika ndeyangu, nezvaizere nazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Kana ndaiva nenzara, handizaikuudza iwe; Nokuti nyika ndeyangu, nezvaizere nazvo.