Psalms 50:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko ndiŋgadya nyama yehando, Kana kunwa ropa rembudzi here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, ndinodya nyama yehando kana kunwa ropa rembudzi here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ko ini ndinodya nyama yehandira here kana kunwa ropa rembudzi here?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ko ndingadya nyama yehando, Kana kunwa ropa rembudzi here?
Shona 2009?
Ko ndingadya nyama yehando, Kana kumwa ropa rembudzi here?
Shona SUB 2002 Bible
Ko ndingadya nyama yehando, Kana kunwa ropa rembudzi here?