Psalms 50:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Uɗane kwandiri pazuʋa rokutambudzika; Ini ndicakurwira, iwe ugondirumbidza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye mudane kwandiri pazuva rokutambudzika; ndichakurwirai, uye imi muchandikudza.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakadaro daidzira kwandiri pazuva renhamo ndichakununura ukatozondirumbidza.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Udane kwandiri pazuva rokutambudzika; Ini ndichakurwira, iwe ugondirumbidza.”
Shona 2009?
Udane kwandiri pazuva rokutambudzika; Ini ndichakurwira, iwe ugondirumbidza."
Shona SUB 2002 Bible
Udane kwandiri pazuva rokutambudzika; Ini ndichakurwira, iwe ugondirumbidza.”