Psalms 50:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀaunoʋeŋga kurairwa, Nokurasha mashoko aŋgu shure kwako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Unovenga kurayira kwangu, uye unorasira mashoko angu shure kwako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvokudzorwa haudi uye unofuratira mazwi angu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvaunovenga kurairwa, Nokurasha mashoko angu shure kwako.
Shona 2009?
Zvaunovenga kurairwa, Nokurasha mashoko angu shure kwako.
Shona SUB 2002 Bible
Zvaunovenga kurairwa, Nokurasha mashoko angu shure kwako.