Psalms 50:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakati uciʋona mbava, ukafarirana nayo, Unoshamŋaridzana nemhombge.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Paunoona mbavha, unowadzana nayo; unogoverana nemhombwe mugove wako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ukaona mbavha unobva waita ushamwari nayo uye unoita usahwira nemhombwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Wakati uchiona mbavha, ukafarirana nayo, Unoshamwaridzana nemhombwe.
Shona 2009?
Wakati uchiona mbavha, ukafarirana nayo, Unoshamwaridzana nemhombwe.
Shona SUB 2002 Bible
Wakati uchiona mbavha, ukafarirana nayo, Unoshamwaridzana nemhombwe.