Psalms 50:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋari wakapenya Ari paZioni, iro rakanaka‐naka kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kubva kuZioni, rakakwana parunako, Mwari anopenya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari anopenya ari mugomo reZioni, gomo rakanakisisa kwazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwari akapenya Ari paZioni, iro rakanaka-naka kwazvo.
Shona 2009?
Mwari akapenya Ari paZiyoni, iro rakanaka-naka kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Mwari akapenya Ari paZioni, iro rakanaka–naka kwazvo.