Psalms 50:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unogara ucipomera hama yako; Unoita makuhwa pamsoro pomŋanakomana wamai ʋako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Unogara uchipomera hama yako nokuitira mwanakomana wamai vako makuhwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Unogara pasi uchitaura zvakaipa nezvemukoma kana munun'una wako uchinyeya mwana wamai vako chaiye.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Unogara uchipomera hama yako; Unoita makuhwa pamusoro pomwanakomana wamai vako.
Shona 2009?
Unogara uchipomera hama yako; Unoita makuhwa pamusoro pomwanakomana wamai vako.
Shona SUB 2002 Bible
Unogara uchipomera hama yako; Unoita makuhwa pamusoro pomwanakomana wamai vako.