Psalms 50:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀinhu iɀi wakaɀiita, ndikaramba ndinyerere; Wakafuŋga kuti ini ndakafanana newe cose; Asi ndicakuraira, ndiciroŋgedzera ɀinhu iɀi pameso ako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvinhu izvi wakazviita ini ndikaramba ndinyerere; wakafunga kuti ndakafanana newe. Asi ndichakutsiura uye ndichaisa mhosva iyi pamberi pako.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Wakaita izvi, asi inindikanyarara zvangu, wakafungaka iwe kuti ndakafanana newe; zvino ndinokutsiura ndichikupa mhosva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvinhu izvi wakazviita, ndikaramba ndinyerere; Wakafunga kuti ini ndakafanana newe chose; Asi ndichakuraira, ndichirongedzera zvinhu izvi pameso ako.
Shona 2009?
Zvinhu izvi wakazviita, ndikaramba ndinyerere; Wakafunga kuti ini ndakafanana newe chose; Asi ndichakuraira, ndichirongedzera zvinhu izvi pameso ako.
Shona SUB 2002 Bible
Zvinhu izvi wakazviita, ndikaramba ndinyerere; Wakafunga kuti ini ndakafanana newe chose; Asi ndichakuraira, ndichirongedzera zvinhu izvi pameso ako.