Psalms 50:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino fuŋgai cinhu ici, imi ʋokukaŋganwa Mŋari, Ndirege kukubvamburai, mukashaiwa murwiri:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Fungai izvi, imi vanokanganwa Mwari, kuti ndirege kukubvambura-bvamburai mukashaya angakununurai:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nzwisisai izvi, imi munokanganwa Mwari ndingadaro ndikabvarura munhu pagoshaya anonunura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino fungai chinhu ichi, imi vokukanganwa Mwari, Ndirege kukubvamburai, mukashaiwa murwiri,
Shona 2009?
Zvino fungai chinhu ichi, imwi vokukangamwa Mwari, Ndirege kukubvamburai, mukashaiwa murwiri,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino fungai chinhu ichi, imi vokukanganwa Mwari, Ndirege kukubvamburai, mukashaiwa murwiri,