Psalms 50:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munhu, unoɓayira ciɓayiro cokuʋoŋga, unondikudza; Ʋuye unogadzira nzira yake ɀakanaka Ndicamuratidza kuponesa kwaMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhu anobayira chibayiro chokuvonga ndiye anondikudza, uye anogadzira nzira kuitira kuti ndimuratidze ruponeso rwaMwari.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chibayiro chokutenda chinondiremekedza uye munhu anogadziridza upenyu hwake ndichamuratidza ruponeso rwaMwari.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munhu, anobayira chibayiro chokuvonga, unondikudza; Uye anogadzira nzira yake zvakanaka Ndichamuratidza kuponesa kwaMwari.”
Shona 2009?
Munhu, anobayira chibayiro chokuvonga, unondikudza; Uye anogadzira nzira yake zvakanaka Ndichamuratidza kuponesa kwaMwari."
Shona SUB 2002 Bible
Munhu, anobayira chibayiro chokuvonga, unondikudza; Uye anogadzira nzira yake zvakanaka Ndichamuratidza kuponesa kwaMwari.”