Psalms 50:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unoɗana ɗeŋga kumsoro, Napasi, kuti atoŋgere ʋanhu ʋake;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anodana matenga kumusoro, uye nenyika, kuti atonge vanhu vake achiti:
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anokoka matenga kusoro nenyika kuti atonge vanhu vake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anodana denga kumusoro, Napasi, kuti atongere vanhu vake;
Shona 2009?
Anodana denga kumusoro, Napasi, kuti atongere vanhu vake;
Shona SUB 2002 Bible
Anodana denga kumusoro, Napasi, kuti atongere vanhu vake;