Psalms 51:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ndicadzidzisa ʋaɗariki nzira dzenyu; Ʋuye ʋatadzi ʋacatendeʋukira kwamuri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo ndichadzidzisa vadariki nzira dzenyu, uye vatadzi vachatendeukira kwamuri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndingatozodzidziswa nzira dzenyu vanhu vanokanganisa, vatadzi vachitozodzokerawo kwamuri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo ndichadzidzisa vadariki nzira dzenyu; Uye vatadzi vachatendeukira kwamuri.
Shona 2009?
Ipapo ndichadzidzisa vadariki nzira dzenyu; Uye vatadzi vachatendeukira kwamuri.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo ndichadzidzisa vadariki nzira dzenyu; Uye vatadzi vachatendeukira kwamuri.