Psalms 51:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndirwirei pamhoȿa yeropa, Mŋari, imi Mŋari muponesi waŋgu; Ipapo rurimi rwaŋgu rucaimbira kururama kwenyu kwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndiponesei pamhosva yeropa, imi Mwari, iyemi Mwari anondiponesa, ipapo rurimi rwangu ruchaimba zvokururama kwenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinunureiwo Mwari kumhosva yokuparadza ropa, imi Mwari mununuri wangu rurimi rwangu ruchapururudzira kununura kwenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndirwirei pamhosva yeropa, Mwari, imi Mwari muponesi wangu; Ipapo rurimi rwangu ruchaimbira kururama kwenyu kwazvo.
Shona 2009?
Ndirwirei pamhosva yeropa, Mwari, imwi Mwari muponesi wangu; Ipapo rurimi rwangu ruchaimbira kururama kwenyu kwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Ndirwirei pamhosva yeropa, Mwari, imi Mwari muponesi wangu; Ipapo rurimi rwangu ruchaimbira kururama kwenyu kwazvo.