Psalms 51:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀiɓayiro ɀaMŋari mŋeya wakaputsika; Mŋoyo wakaputsika nowakapxanyika, imi Mŋari hamuŋgaushoʋori.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvibayiro zvaMwari mweya wakaputsika; mwoyo wakaputsika nowakapwanyika, imi Mwari hamuzoushori.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
chibayiro changu kunemi Mwari, mwoyo wakatyoka-tyoka mwoyo wakatyoka uye wakatendeuka hamushore, Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvibayiro zvaMwari mweya wakaputsika; Mwoyo wakaputsika nowakapwanyika, imi Mwari hamungaushori.
Shona 2009?
Zvibayiro zvaMwari mweya wakaputsika; moyo wakaputsika nowakapwanyika, imwi Mwari hamungaushori.
Shona SUB 2002 Bible
Zvibairo zvaMwari mweya wakaputsika; Mwoyo wakaputsika nowakapwanyika, imi Mwari hamungaushori.