Psalms 51:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndisukei ɀakaipa ɀaŋgu cose, Ndinatsei ciʋi caŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shambidzai zvakaipa zvangu zvose uye mundinatse kubva pachivi changu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndishambidzei kwazvo kuuipi hwangu mundinatsewo kuchitadzo changu
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndisukei zvakaipa zvangu chose, Ndinatsei chivi changu.
Shona 2009?
Ndisukei zvakaipa zvangu chose, Ndinatsei chivi changu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndisukei zvakaipa zvangu chose, Ndinatsei chivi changu.