Psalms 51:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndinoziʋa kuɗarika kwaŋgu; Ciʋi caŋgu cinogara ciri pamberi paŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti ndinoziva kudarika kwangu, uye chivi changu chinogara chiri pamberi pangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti kukanganisa kwangu ndinokuziva uye chitadzo changu chinogara chiri pamwoyo pangu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndinoziva kudarika kwangu; Chivi changu chinogara chiri pamberi pangu.
Shona 2009?
Nokuti ndinoziva kudarika kwangu; Chivi changu chinogara chiri pamberi pangu.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndinoziva kudarika kwangu; Chivi changu chinogara chiri pamberi pangu.