Psalms 51:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakakutadzirai imi, iyemi moga, Ndakaita cinhu cakaipa pamberi penyu; Kuti munzi makarurama pakutaura kwenyu, Muʋe usinemhoȿa pakutoŋga kwenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakakutadzirai imi, iyemi moga nokuita chinhu chakaipa pamberi penyu, kuti munzi makarurama pamunotaura uye musapomerwa mhosva pakutonga kwenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imi, imi chete ndimi vandakatadzira, kwamuri ndakaita zvakaipa zvokuti zvamakatema zvakarurama uye kutonga kwenyu hakuna chinoshoreka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakakutadzirai imi, iyemi moga, Ndakaita chinhu chakaipa pamberi penyu; Kuti munzi makarurama pakutaura kwenyu, Muve usina mhosva pakutonga kwenyu.
Shona 2009?
Ndakakutadzirai imi, iyemi moga, Ndakaita chinhu chakaipa pamberi penyu; Kuti munzi makarurama pakutaura kwenyu, Muve usina mhosva pakutonga kwenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakakutadzirai imi, iyemi moga, Ndakaita chinhu chakaipa pamberi penyu; Kuti munzi makarurama pakutaura kwenyu, Muve asina mhosva pakutonga kwenyu.