Psalms 51:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, munoɗa ɀokwaɗi pamŋoyo; Munoɗa kundidzidzisa ʋucenjeri mukati makaʋanda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvirokwazvo imi munoda chokwadi pakati pomwoyo; munondidzidzisa uchenjeri panzvimbo yomukatikati.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Inga wani munoda chokwadi mukatikati momunhu; naizvozvo ndidzidziseiwo ungwaru mukatikati mangu makavandika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai, munoda zvokwadi pamwoyo; Munoda kundidzidzisa uchenjeri mukati makavanda.
Shona 2009?
Tarirai, munoda chokwadi pamoyo; Munoda kundidzidzisa uchenjeri mukati makavanda.
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai, munoda zvokwadi pamwoyo; Munoda kundidzidzisa uchenjeri mukati makavanda.