Psalms 52:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unoɗa ɀakaipa kupfuʋura ɀakanaka; Nokureʋa nhema kupfuʋura kutaura ɀakarurama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Unoda zvakaipa pachinzvimbo chezvakanaka, kureva nhema pachinzvimbo chokutaura chokwadi. Sera
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Unoda zvakaipa kupinda zvakanaka, unoda nhema kupinda kutaura zvakarurama. Dzepfunde
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Unoda zvakaipa kupfuura zvakanaka; Nokureva nhema kupfuura kutaura zvakarurama.
Shona 2009?
Unoda zvakaipa kupfuura zvakanaka; Nokureva nhema kupfuura kutaura zvakarurama.
Shona SUB 2002 Bible
Unoda zvakaipa kupfuura zvakanaka; Nokureva nhema kupfuura kutaura zvakarurama.